Numeri 30:14 BDMCS

14 Asi kana murume wake akashaya chaanotaura kwaari zuva nezuva, ipapo ari kusimbisa mhiko dzake uye zvaakapika zvinomusunga. Anozvisimbisa nokusataura kwake chinhu kwaari paanenge anzwa nezvazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 30

Maonero Numeri 30:14 akapoteredza