Numeri 30:2 BDMCS

2 Kana munhu akaita mhiko kuna Jehovha kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kuputsa shoko rake asi anofanira kuita zvose zvaakareva.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 30

Maonero Numeri 30:2 akapoteredza