8 Asi kana murume wake amudzivisa paanenge anzwa nezvazvo, anokonesa mhiko iya inomusunga, kana vimbiso yaangazvisunga nayo, uye ipapo Jehovha achamusunungura.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 30
Maonero Numeri 30:8 akapoteredza