Numeri 31:19 BDMCS

19 “Imi mose makauraya ani zvake kana kubata ani zvake akaurayiwa, munofanira kugara kunze kwomusasa kwamazuva manomwe. Pazuva rechitanhatu nezuva rechinomwe, munofanira kuzvinatsa imi nenhapwa dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 31

Maonero Numeri 31:19 akapoteredza