Numeri 31:28 BDMCS

28 Kubva kuvarwi vakanga vandorwa kuhondo, utsaure somutero waJehovha chinhu chimwe chete pazvinhu mazana mashanu, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai kana mbudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 31

Maonero Numeri 31:28 akapoteredza