54 Mozisi naEreazari muprista vakagamuchira goridhe rakabva kuvatungamiri vezviuru nokuvatungamiri vamazana vakariisa muTende Rokusangana kuti chive chirangaridzo chavaIsraeri pamberi paJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 31
Maonero Numeri 31:54 akapoteredza