Numeri 31:6 BDMCS

6 Mozisi akavatuma kundorwa, chiuru kubva kurudzi rumwe norumwe, pamwe chete naFinehasi mwanakomana waEreazari muprista, uyo akatorawo nhumbi dzomunzvimbo tsvene nehwamanda dzokuridza pakutungamirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 31

Maonero Numeri 31:6 akapoteredza