Numeri 32:13 BDMCS

13 Kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavaIsraeri akavaita kuti vadzungaire murenje kwamakore makumi mana, kusvikira zera rose ravaya vakaita zvakaipa pamberi pake rapera.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:13 akapoteredza