Numeri 32:16 BDMCS

16 Ipapo vakakwira kwaari vakati, “Tinoda kuvaka matanga ezvipfuwo zvedu kuno namaguta avakadzi vedu navana.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:16 akapoteredza