24 Vakai maguta avakadzi navana venyu, uye matanga amakwai enyu, asi muite zvamakavimbisa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32
Maonero Numeri 32:24 akapoteredza