Numeri 32:29 BDMCS

29 Akati kwavari, “Kana vaGadhi navaRubheni, murume mumwe nomumwe akazvigadzirira kundorwa, vakayambuka Jorodhani nemi pamberi paJehovha, ipapo kana nyika ikakundwa pamberi pako, uvape nyika yeGireadhi ive yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:29 akapoteredza