Numeri 32:9 BDMCS

9 Shure kwokukwira kwavo kuMupata weEshikori vakandoona nyika, vakaodza mwoyo yavaIsraeri kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:9 akapoteredza