Numeri 33:4 BDMCS

4 avo vakanga vachiviga matangwe avo ose, akanga aurayiwa naJehovha pakati pavo; nokuti Jehovha akanga atonga vamwari vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 33

Maonero Numeri 33:4 akapoteredza