11 Muganhu uchadzika uchibva nokuShefani uchisvika kuRibhura nechokumabvazuva kweZini ugopfuurira wakatevedza materu ari kumabvazuva kweGungwa reKinereti.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 34
Maonero Numeri 34:11 akapoteredza