Numeri 34:13 BDMCS

13 Mozisi akarayira vaIsraeri akati, “Goverai nyika iyi nomujenya wenhaka yenyu. Jehovha akarayira kuti ipiwe kumarudzi mapfumbamwe nehafu,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 34

Maonero Numeri 34:13 akapoteredza