Numeri 35:15 BDMCS

15 Maguta matanhatu aya achava nzvimbo youtiziro yavaIsraeri, vatorwa kana vamwe vanhu vagere pakati pavo, kuitira kuti ani naani anenge auraya mumwe asingaiti nobwoni atizireko.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 35

Maonero Numeri 35:15 akapoteredza