Numeri 35:18 BDMCS

18 Uye kana ani naani akange ane danda muruoko rwake rinogona kuuraya, uye akarova mumwe munhu akafa, iye imhondi; mhondi ichaurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 35

Maonero Numeri 35:18 akapoteredza