Numeri 35:25 BDMCS

25 Ungano inofanira kudzivirira munhu anopomerwa umhondi kubva pamutsivi weropa uye vachamudzosera kuguta routiziro uko kwaakanga atizira. Anofanira kugara ikoko kusvikira muprista mukuru afa, uyo akanga akazodzwa namafuta matsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 35

Maonero Numeri 35:25 akapoteredza