Numeri 35:30 BDMCS

30 “ ‘Ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa semhondi kana chete pane zvapupu. Asi hapafaniri kuva nomunhu anourayiwa kana pachingova nechapupu chimwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 35

Maonero Numeri 35:30 akapoteredza