32 “ ‘Murege kugamuchira dzikinuro yomunhu upi zvake akatiza kuguta routiziro nokudaro muchimutendera kudzokera kuti akandogarazve munyika yake muprista mukuru asati afa.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 35
Maonero Numeri 35:32 akapoteredza