28 Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4
Maonero Numeri 4:28 akapoteredza