Numeri 4:33 BDMCS

33 Uhu ndihwo ushumiri hwedzimba dzavaMerari pakushanda kwavo paTende Rokusangana vachitungamirirwa naItamari mwanakomana waAroni, muprista.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4

Maonero Numeri 4:33 akapoteredza