37 Uku ndiko kwaiva kuwanda kwavose vedzimba dzavaKohati vaishanda muTende Rokusangana. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha kubudikidza naMozisi.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4
Maonero Numeri 4:37 akapoteredza