2 “Rayira vaIsraeri kuti vabudise mumusasa ani zvake ane chirwere cheganda romuviri kana kuerera kupi zvako, kana akasvibiswa nokuda kwechitunha.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5
Maonero Numeri 5:2 akapoteredza