Numeri 5:30 BDMCS

30 uye kana murume akava neshanje nokuda kwokufungira mukadzi wake. Muprista anofanira kumumisa pamberi paJehovha agotevedza murayiro uyu wose kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5

Maonero Numeri 5:30 akapoteredza