Numeri 5:8 BDMCS

8 Asi kana munhu uyo asina hama yepedyo uyo angapiwa zviri kuripirwa mhosva, muripo uyu ndowaJehovha uye unofanira kupiwa kumuprista, pamwe chete negondohwe rokumuyananisira.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 5

Maonero Numeri 5:8 akapoteredza