Numeri 6:17 BDMCS

17 Anofanira kuuyisa dengu rechingwa chisina mbiriso uye agobayira gondohwe sechipiriso chokuwadzana kuna Jehovha, pamwe chete nechipiriso chezviyo nechipiriso chinonwiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 6

Maonero Numeri 6:17 akapoteredza