Numeri 6:3 BDMCS

3 anofanira kusanwa waini nezvimwe zvinodhaka uye haafaniri kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nezvimwe zvinonwiwa zvinodhaka. Haafaniri kunwa muto wamazambiringa, kana kudya mazambiringa, kana akaomeswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 6

Maonero Numeri 6:3 akapoteredza