Numeri 7:29 BDMCS

29 uye nzombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaEriabhu mwanakomana waHeroni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:29 akapoteredza