Numeri 7:3 BDMCS

3 Vakauyisa sezvipiriso zvavo pamberi paJehovha, ngoro nhanhatu dzakafukidzirwa nenzombe gumi nembiri, nzombe kubva kumutungamiriri mumwe nomumwe uye ngoro kubva kuvaviri vaviri. Izvi zvakaiswa pamberi petabhenakeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:3 akapoteredza