36 Pazuva rechishanu, Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni akauya nechipiriso chake.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7
Maonero Numeri 7:36 akapoteredza