Numeri 7:41 BDMCS

41 uye nzombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaSherumieri mwanakomana waZurishadhai.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:41 akapoteredza