48 Pazuva rechinomwe, Erishama mwanakomana waAmihudhi, mutungamiri wavanhu vokwaEfuremu, akauya nechipiriso chake.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7
Maonero Numeri 7:48 akapoteredza