5 “Gamuchira izvi kubva kwavari kuti zvigoshandiswa mubasa paTende Rokusangana. Uzvipe kuvaRevhi maererano nebasa romunhu mumwe nomumwe.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7
Maonero Numeri 7:5 akapoteredza