59 uye nzombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaGamarieri mwanakomana waPedhazuri.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7
Maonero Numeri 7:59 akapoteredza