Numeri 7:78 BDMCS

78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:78 akapoteredza