Numeri 7:8 BDMCS

8 uye akapa ngoro ina nenzombe tsere kuvaMerari, maererano nezvaidiwa pabasa ravo. Vose vakanga vachirayirwa naItamari mwanakomana waAroni, muprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:8 akapoteredza