Numeri 7:89 BDMCS

89 Mozisi akati apinda muTende Rokusangana kundotaura naJehovha, akanzwa inzwi richitaura naye richibva napakati pamakerubhi pamusoro pechifukidzo cheareka yeChipupuriro. Uye akataura naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:89 akapoteredza