Numeri 8:22 BDMCS

22 Shure kwaizvozvo, vaRevhi vakauya kuzoshanda basa ravo paTende Rokusangana vachitungamirirwa naAroni navanakomana vake. Vakaitira vaRevhi sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 8

Maonero Numeri 8:22 akapoteredza