1 Jehovha akataura kuna Mozisi murenje reSinai mumwedzi wokutanga wegore rechipiri shure kwokubuda kwavo muIjipiti. Akati kwaari,
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9
Maonero Numeri 9:1 akapoteredza