Numeri 9:11 BDMCS

11 Vanofanira kuipemberera nezuva regumi namana romwedzi wechipiri panguva dzorubvunzavaeni. Vanofanira kudya gwayana, pamwe chete nechingwa chisina mbiriso nomuriwo unovava.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:11 akapoteredza