Numeri 9:15 BDMCS

15 Pazuva rakamiswa tabhenakeri, iyo Tende yeChipupuriro, gore rakaifukidza. Kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, gore rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakanga rakaita somoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:15 akapoteredza