Numeri 9:21 BDMCS

21 Dzimwe nguva gore raingogara kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, uye paraingosimuka mangwanani ivo vaibva vafamba. Paingosimuka gore, angava masikati kana usiku, vaibva vafamba.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:21 akapoteredza