Numeri 9:23 BDMCS

23 Sokurayira kwaJehovha, vaidzika musasa, uye sokurayira kwaJehovha, vaifamba. Vakateerera kurayira kwaJehovha, maererano nokurayira kwake kubudikidza naMozisi.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:23 akapoteredza