Zvakazarurwa 20:9 BDMCS

9 Vakafamba vachidimbura napaupamhi hwenyika vakakomba misasa yavanhu vaMwari, iro guta raanoda. Asi moto wakaburuka uchibva kudenga ukavaparadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 20

Maonero Zvakazarurwa 20:9 akapoteredza