9 kubva kwaZebhuruni, Eriabhu mwanakomana waHeroni;
10 kubva kuvanakomana vaJosefa:kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi;kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri;
11 kubva kwaBhenjamini, Abhidhani mwanakomana waGidheoni;
12 kubva kwaDhani, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai;
13 kubva kwaAsheri, Pagieri mwanakomana waOkirani;
14 kubva kwaGadhi, Eriasafi mwanakomana waDheueri;
15 kubva kwaNafutari, Ahira mwanakomana waEnani.”