Numeri 11:12 BDMCS

12 Ko, ndini ndakaita kuti vanhu vose ava vaumbwe here? Ko, ndini ndakavabereka here? Seiko muchindiita kuti ndivatakure mumaoko angu, somureri anotakura mwana mucheche kuti ndiende navo kunyika yamakavimbisa nemhiko kumadzitateguru avo?

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:12 akapoteredza