Numeri 11:13 BDMCS

13 Ndingawanepiko nyama yandingapa vanhu vose ava? Vanoramba vachingondichemera vachiti, ‘Tipe nyama yokudya.’

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:13 akapoteredza