Numeri 12:1 BDMCS

1 Miriamu naAroni vakatanga kupopotera Mozisi nokuda kwomukadzi wake aiva muEtiopia, nokuti akanga awana muEtiopia.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 12

Maonero Numeri 12:1 akapoteredza