2 “Ko, Jehovha akangotaura naMozisi oga here? Ko, haana kutaura kubudikidza nesuwo here?” Uye Jehovha akazvinzwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 12
Maonero Numeri 12:2 akapoteredza